Shamhu Yezera Renyu

Shamhu Yezera Renyu (Memory Chirere)

Obsah knihy:

Shamhu yeZera Renyu iyeuchidzo yekuti.

Shamhu kana bazi remuti raunomhara pariri ndiro rinokupa muono wezera rako maringe nekuti rakatunhumara zvakadini! Ichokwadi kuti shiri inomhara pashamhu kana pamufaro wakaringana nayo. Mubhuku iri Memory Chirere anoshandisa chidavado chekutevera nyaya sasarungano. Mune tunzendo nekupemhena.

Kukwira nekudzika nekuzvongonyoka uchitsvaga pekubuda kana pekupinda napo... Kutsvaga kuti zvose zvinouya pamunhu zvakatangira kupi? Kwozoita izwi remupfuurinenzira ari kuona asi iye asingaonekwe!

-Robert Masunga,Lektor, Birmingham, Spojené kráľovstvo.

Nhetembo dzaVaChirere dzinondiyeuchidza mbira nyunganyunga yandinoridza. Nyunganyunga yaridzwa kwemakore mazhinji zvekuti ungatofunga kuti hapana chimwe chitsva chingaitwe nayo. Ine mazino mashoma, ukapusa hauna zvizhinji zvaunoridza pairi. Saka zvinoda unyanzvi neumhizha sehwaVaChirere kuita zvishamiso uchishandisa chinhu chemazuva ese kudai.

-Hope Masike, Gwenyambirakadzi, The Sunday Mail, Zimbabwe.

Mubhuku rake rino renhetembo rechipiri kubva pana Bhuku Risina Basa, Memory Chirere ari kuenda mberi nekutitora mapikicha achishandisa mazwi. Tinozviona nokuti tiri vanhu vari kurarama munguva imwechete naye.

-Prof Ruby Magosvongwe, University of Zimbabwe.

Ďalšie údaje o knihe:

ISBN:9781914287114
Autor:
Vydavateľ:
Jazyk:anglicky
Väzba:Mäkká väzba

Nákup:

Momentálne k dispozícii, na sklade.

Ďalšie knihy autora:

Shamhu Yezera Renyu
Shamhu yeZera Renyu iyeuchidzo yekuti.Shamhu kana bazi remuti raunomhara pariri ndiro rinokupa muono wezera rako maringe nekuti rakatunhumara zvakadini!...
Shamhu Yezera Renyu

Diela autora vydali tieto vydavateľstvá:

© Book1 Group - všetky práva vyhradené.
Obsah tejto stránky nesmie byť kopírovaný ani použitý čiastočne alebo v celku bez písomného súhlasu vlastníka.
Posledná úprava: 2024.11.13 22:11 (GMT)